Genesi 36:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vanakomana vaOhoribhama, mukadzi waEsau, vaiva: madzishe Jeushi, Jaramu naKora. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Ohoribhama mukadzi waEsau mwanasikana waAna. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaOhoribama, mukadzi waEsau: Ishe Jeushi, nashe Jarami, nashe Kora; ndiwo madzishe okwaOhoribama, mukunda waAna, mukadzi waEsau. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Ava ndivo vanakomana vaOhoribhama, mukadzi waEsau: Ishe Jeushi, nashe Jarami, nashe Kora; ndiwo madzishe okwaOhoribhama, mukunda waAna, mukadzi waEsau. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Ohoribhama mudzimai waEsau akaberekawo vanakomana vakazova madzishe munyika yeEdhomu. Madzishe acho ndiwo anowo aya anoti: Jeushi naJaramu naKora. Ivava ndivo madzishe akaberekwa nomudzimai waEsau mwanasikana waAna. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Ohoribhama mudzimai waEsau akaberekawo vanakomana vakazova madzishe munyika yeEdhomu. Madzishe acho ndiwo anowo aya anoti: Jeushi naJaramu naKora. Ivava ndivo madzishe akaberekwa nomudzimai waEsau mwanasikana waAna. Viz kapitola |