Genesi 36:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Kora, Gatami naAmareki. Aya ndiwo madzishe akabva kuna Erifazi muEdhomu; vaiva vazukuru vaAdha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 nashe Kora, nashe Gatami, nashe Amareki; ndiwo madzishe okwaErifazi munyika yeEdomi; ndiʋo ʋanakomana ʋaAda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 nashe Kora, nashe Gatamu, nashe Amareki; ndiwo madzishe okwaErifazi munyika yeEdhomu; ndivo vanakomana vaAdha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 naKora naGatamu naAmareki. Ndiwo madzishe okwaErifazi aigara munyika yeEdhomu akaberekwa naAdha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 naKora naGatamu naAmareki. Ndiwo madzishe okwaErifazi aigara munyika yeEdhomu akaberekwa naAdha. Viz kapitola |