Genesi 3:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Asi Jehovha Mwari akadana murume akati, “Uripiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Jehova Mŋari akaɗana munhu, akati kwaari: Uripiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Jehovha Mwari akadana munhu, akati kwaari, “Uripiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi Mwari Tenzi akadaidza Adhamu achiti, “Uri kupiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Asi Mwari Tenzi akadaidza Adhamu achiti, “Uri kupiko?” Viz kapitola |