Genesi 3:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mukadzi akati kunyoka, “Tingadya hedu michero inobva mumiti iri mubindu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mukadzi akati kunyoka; Tiŋgadya heɗu micero yemiti pamunda, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Mukadzi akati kunyoka, “Tingadya hedu michero yemiti pamunda, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mukadzi akati, “Isu tingadye zvedu michero yose yemiti iri mubindu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mukadzi akati, “Isu tingadye zvedu michero yose yemiti iri mubindu. Viz kapitola |