Genesi 3:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Richakuberekera minzwa norukato, uye uchadya miriwo yomusango. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 icakuɓerekera minzwa noʋutumbambeʋa; iwe ucadya miriʋo yomusaŋgo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 ichakuberekera minzwa norukato, iwe uchadya miriwo yomusango; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Nyika ichamera minzwa norukato. Iwe uchadya zvokudya zvomusango. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Nyika ichamera minzwa norukato. Iwe uchadya zvokudya zvomusango. Viz kapitola |