Genesi 2:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Rwizi rwaidiridza bindu rwaiyerera ruchibva muEdheni; kubva imomo rwakaparadzana rukava hova ina. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 MuEdeni mukaɓuɗa rwizi kuzoɗiridza munda uyo, rukaparadzana ipapo, dzikaita hoʋa inna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 MuEdheni mukabuda rwizi kuzodiridza munda uyo, rukaparadzana ipapo, dzikaita hova ina. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Kwaiva norwizi rwaibva muEdheni rwaidiridza bindu iroro rwaizobudamo rwokamukana ruchiita nzizi ina. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Kwaiva norwizi rwaibva muEdheni rwaidiridza bindu iroro rwaizobudamo rwokamukana ruchiita nzizi ina. Viz kapitola |