Genesi 17:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo Mwari akati kuna Abhurahama, “Kana uriwe, unofanira kuchengeta sungano yangu, iwe nezvizvarwa zvako zvinokutevera kumarudzi achauya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mŋari akati ʋo kunaAbrahama: Kana uri’we, ceŋgeta suŋgano yaŋgu, iwe naʋana ʋako ʋanokuteʋera pamarudzi aʋo ose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Mwari akatiwo kuna Abhurahamu, “Kana uriwe, chengeta sungano yangu, iwe navana vako vanokutevera pamarudzi avo ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mwari akataurira Abhurahamu kuti, “Unofanira kuchengeta chitenderano changu newe, iwe navana vako vachauya pazvizvarwa zvavo zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mwari akataurira Abhurahamu kuti, “Unofanira kuchengeta chitenderano changu newe, iwe navana vako vachauya pazvizvarwa zvavo zvose. Viz kapitola |