Genesi 17:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndichakuita kuti uve navana vazhinji; ndichaita ndudzi kubva mauri, uye madzimambo achabva pauri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ndica kuɓerekesa ʋana ʋazhinji‐zhinji; ndicakuita ndudzi, namadzimambo acabva kwauri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ndichakuberekesa vana vazhinji-zhinji; ndichakuita ndudzi, namadzimambo achabva kwauri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Ndichakupa vana vakawanda, mauri muchabva ndudzi dzakawanda, uye muchabudawo madzimambo mazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Ndichakupa vana vakawanda, mauri muchabva ndudzi dzakawanda, uye muchabudawo madzimambo mazhinji. Viz kapitola |