Online Bible

- Reklamy -




Genesi 17:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Uye munhurume wose aiva mumba maAbhurahama, kusanganisa vaya vakaberekerwa mumba make kana vakanga vatengwa kubva kuvatorwa, vakadzingiswa pamwe chete naye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Naʋarume ʋose ʋeimba yake, ʋakaŋga ʋaɀarirwa mumba make, naʋakaŋga ʋateŋgwa nemari kuʋatorwa, ʋakadziŋgiswa pamŋe cete naye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Navarume vose veimba yake, vakanga vazvarirwa mumba make, navakanga vatengwa nemari kuvatorwa, vakadzingiswa pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 navanhurume vose vaiti vakaberekerwa mumusha make navaya vaakatenga nemari kuvatorwa vakadzingiswa pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 navanhurume vose vaiti vakaberekerwa mumusha make navaya vaakatenga nemari kuvatorwa vakadzingiswa pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 17:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy