Genesi 17:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Akati apedza kutaura naAbhurahama, Mwari akakwira kumusoro achibva paari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Akapedza kutaura naye, Mŋari akakwira acibva kunaAbrahama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Akapedza kutaura naye, Mwari akakwira achibva kuna Abhurahamu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kuzoti Mwari apedza kutaura naye, Mwari akabva paiva naAbhurahamu oenda zvake kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Kuzoti Mwari apedza kutaura naye, Mwari akabva paiva naAbhurahamu oenda zvake kudenga. Viz kapitola |