Online Bible

- Reklamy -




Genesi 17:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Uye kana ari Ishumaeri, ndakanzwa: Ndichamuropafadza zvirokwazvo, ndichamuita kuti ave navana vazhinji uye ndichaita kuti vawande kwazvo. Achava baba wavatongi gumi navaviri, uye ndichamuita rudzi rukuru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Kana ari Ishmaeri, ndakunzwa ʋo; tarira, ndamuropafadza, ndicamuɓerekesa ʋana ʋazhinji, nokumuwanzisa kwaɀo; ucaɓereka madzishe anegumi namaʋiri, ndicamuita rudzi rukuru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Kana ari Ishimaeri, ndakunzwawo; tarira, ndamuropafadza, ndichamuberekesa vana vazhinji, nokumuwanzisa kwazvo; achabereka madzishe ane gumi namaviri, ndichamuita rudzi rukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Kana zviri zvaIshimaeri, zvawataura ndazvinzwa. Chiteerera unzwe, ndichamukomborera ndichimupa vana vakawanda. Achava tateguru wamadzishe gumi namaviri uye ndichamuita rudzi rukuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Kana zviri zvaIshimaeri, zvawataura ndazvinzwa. Chiteerera unzwe, ndichamukomborera ndichimupa vana vakawanda. Achava tateguru wamadzishe gumi namaviri uye ndichamuita rudzi rukuru.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 17:20

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy