Online Bible

- Reklamy -




Genesi 16:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Abhurama akati, “Murandakadzi wako ari mumaoko ako. Ita naye zvaunofunga kuti zvakaisvonaka.” Ipapo Sarai akabata Hagari zvakaipa; saka akatiza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Abrama akati kunaSarai: Tarira, murandakadzi wako uri paruʋoko rwako, umuitire seɀaunoɗa. Ɀino Sarai wakamunetsa, akatiza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Abhuramu akati kuna Sarai, “Tarira, murandakadzi wako uri paruoko rwako, umuitire sezvaunoda.” Zvino Sarai wakamunetsa, akatiza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Abhuramu akataurira Sarai achiti, “Inga muranda wako ari mumaoko ako wani! Ita zvako zvaunoda naye.” Sarai akaomesera Hagari upenyu, Hagari akabva atiza pamusha ipapo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Abhuramu akataurira Sarai achiti, “Inga muranda wako ari mumaoko ako wani! Ita zvako zvaunoda naye.” Sarai akaomesera Hagari upenyu, Hagari akabva atiza pamusha ipapo.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 16:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy