Genesi 15:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Abhurama akatenda Jehovha, uye iye akamuti ndiko kururama kwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Iye akatenda Jehova, akamuti ndiko kururama kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Iye akatenda Jehovha, akamuti ndiko kururama kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Abhuramu akatenda Tenzi zvikaita kuti Tenzi amuti akarurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Abhuramu akatenda Tenzi zvikaita kuti Tenzi amuti akarurama. Viz kapitola |