Genesi 15:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Uye Abhurama akati, “Hamuna kundipa vana; saka muranda ari mumba mangu ndiye achava mudyi wenhaka yangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Abrama akati: Tarirai, hamuna‐kundipa mŋana; ɀino uyo wakaponerwa mumba maŋgu ndiye ucaʋa mudyi wenhaka yaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Abhuramu akati, “Tarirai, hamuna kundipa mwana; zvino uyo wakaponerwa mumba mangu ndiye achava mudyi wenhaka yangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Abhuramu akatizve, “Tarisai muoneka kuti hamuna kundipa mwana. Saka muranda akaberekerwa mumusha mangu ndiye achatodya nhaka yangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Abhuramu akatizve, “Tarisai muoneka kuti hamuna kundipa mwana. Saka muranda akaberekerwa mumusha mangu ndiye achatodya nhaka yangu.” Viz kapitola |