Genesi 14:21 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Mambo weSodhomu akati kuna Abhurama, “Ndipe vanhu uzvichengetere hako pfuma.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino mambo weSodoma akati kunaAbrama: Ndipe ʋanhu, iwe utore hako fuma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino mambo weSodhomu akati kuna Abhuramu, “Ndipe vanhu, iwe utore hako pfuma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mambo weSodhomu akati kuna Abhuramu, “Pane zvawadzoka nazvo, ndipe vanhu utore zvako upfumi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mambo weSodhomu akati kuna Abhuramu, “Pane zvawadzoka nazvo, ndipe vanhu utore zvako upfumi.” Viz kapitola |