Genesi 14:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Abhurama akapatsanura vanhu vake panguva dzousiku kuti vandovarwisa, uye vakavakunda, vakavatevera kusvikira paHobhabhi, kumusoro kweDhamasiko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 akakamura ʋarwi ʋake ʋusiku, iye naʋaranda ʋake, akaʋakunda, akaʋateʋerera kuȿikira paHoba, riri kurudyi rweDamasiko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 akakamura varwi vake usiku, iye navaranda vake, akavakunda, akavateverera kusvikira paHobha, riri kurudyi rweDhamasiko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Abhuramu akakamura varwi vake akavarwisa nousiku akavakunda, akavadzingirira kusvika kuHobha kuchamhembe kweDhamasikusi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Abhuramu akakamura varwi vake akavarwisa nousiku akavakunda, akavadzingirira kusvika kuHobha kuchamhembe kweDhamasikusi. Viz kapitola |