Genesi 14:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Abhurama akati anzwa kuti hama yake yakanga yatapwa, akadana varume vakanga vadzidziswa kurwa mazana matatu negumi navasere vakaberekerwa mumba make vakavatevera kusvikira paDhani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino Abrama wakati acinzwa kuti hama yake yatapxa, akaraira ʋarume ʋake ʋakaŋga ʋadzidziswa kurwa, ʋakaɀarwa paimba yake, ʋanamazana matatu negumi naʋasere, akaʋateʋerera kuȿikira paDani; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino Abhuramu wakati achinzwa kuti hama yake yatapwa, akaraira varume vake vakanga vadzidziswa kurwa, vakazvarwa paimba yake, vana mazana matatu negumi navasere, akavateverera kusvikira paDhani; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Abhuramu paakanzwa zvokutapwa kwehama yake akaunganidza vanhu vake mazana matatu ane gumi navasere vakanga vakanyatsodzidziswa zvehondo vakaberekwa mumhuri dzavaranda vake. Vakaronda madzimambo aya kusvika kuDhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Abhuramu paakanzwa zvokutapwa kwehama yake akaunganidza vanhu vake mazana matatu ane gumi navasere vakanga vakanyatsodzidziswa zvehondo vakaberekwa mumhuri dzavaranda vake. Vakaronda madzimambo aya kusvika kuDhani. Viz kapitola |