Genesi 14:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Mumwe akapunyuka akauya akasvikoudza Abhurama muHebheru. Zvino Abhurama akanga achigara pedyo nemiti mikuru yaMamure muAmori, mununʼuna waEshikori naAneri, avo vose vainzwanana naAbhurama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino mumŋe wakaŋga apukunyuka wakaȿika, akaʋudza Abrama, muHeberu; iye wakaŋga agere pamiti yemiouki yaMamre, muAmori, munuŋuna waEshkori, nomunuŋuna waAneri; aʋa ʋakaŋga ʋaita suŋgano naAbrama Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino mumwe wakanga apukunyuka wakasvika, akaudza Abhuramu, muHebheru; iye wakanga agere pamiti yemiouki yaMamure, muAmori, mun'una waEshikori, mun'una waAneri; ava vakanga vaita sungano naAbhuramu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mumwewo akapunyuka ipapo akaenda akandoudza Abhuramu muHebheru kwaiva nemiti yemioku yokwaMamure kwavakanga vagere. Mamure uyu aiva worudzi rwevaAmori, iye aivawo mukoma nomunun'una naEshikoru naAneru. Ivava vose vaibatana pamwechete naAbhuramu pakurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mumwewo akapunyuka ipapo akaenda akandoudza Abhuramu muHebheru kwaiva nemiti yemioku yokwaMamure kwavakanga vagere. Mamure uyu aiva worudzi rwevaAmori, iye aivawo mukoma nomunun'una naEshikoru naAneru. Ivava vose vaibatana pamwechete naAbhuramu pakurwa. Viz kapitola |