Online Bible

- Reklamy -




Genesi 13:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Zvino varume veSodhomu vakanga vakaipa uye vaitadzira Jehovha kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino ʋarume ʋeSodoma ʋakaŋga ʋakaipa, ʋaitadzira Jehova kwaɀo‐kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvino varume veSodhomu vakanga vakaipa, vaitadzira Jehovha kwazvo-kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Vanhu veSodhomu vakanga vakaipa mwoyo, vaitadzira Tenzi kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Vanhu veSodhomu vakanga vakaipa mwoyo, vaitadzira Tenzi kwazvo.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 13:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy