Online Bible

- Reklamy -




Genesi 12:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Jehovha akazviratidza kuna Abhurama akati, “Ndichapa nyika iyi kuvana vako.” Saka akavakira Jehovha aritari ipapo, iye akanga azviratidza kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino Jehova wakaɀiratidza kunaAbrama, akati: Ndicapa ʋana ʋako nyika iyi; akaʋakira Jehova artari ipapo, iye wakaŋga aɀiratidza kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino Jehovha wakazviratidza kuna Abhuramu, akati, “Ndichapa vana vako nyika iyi;” akavakira Jehovha atari ipapo, iye wakanga azviratidza kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Tenzi akazozviratidza kuna Abhuramu akati, “Ndichapa nyika ino kuzvizvarwa zvako.” Naizvozvo akavakira atari Tenzi akanga azviratidza kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Tenzi akazozviratidza kuna Abhuramu akati, “Ndichapa nyika ino kuzvizvarwa zvako.” Naizvozvo akavakira atari Tenzi akanga azviratidza kwaari.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 12:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy