Genesi 12:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Asi Jehovha akatambudza Faro neveimba yake nehosha yakaipisisa nokuda kwaSarai mukadzi waAbhurama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi Jehova wakatambudza Farao naʋeimba yake namaɗambudziko makuru nokuɗa kwaSarai, mukadzi waAbrama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Asi Jehovha wakatambudza Farao neveimba yake namadambudziko makuru nokuda kwaSarai, mukadzi waAbhuramu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi Tenzi akaunzira Farao navanhu veimba yake matambudziko makuru kwazvo pamusana paSarai mudzimai waAbhuramu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Asi Tenzi akaunzira Farao navanhu veimba yake matambudziko makuru kwazvo pamusana paSarai mudzimai waAbhuramu. Viz kapitola |