Genesi 12:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uye machinda aFaro vakati vamuona, vakandomurumbidza kuna Faro, uye vakabva vamutora vakamupinza mumuzinda wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Namacinda aFarao akamuʋona ʋo, ʋakandomurumbidza kunaFarao; mukadzi akatorwa, akaiswa mumba maFarao. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Namachinda aFarao akamuonawo, vakandomurumbidza kuna Farao; mukadzi akatorwa, akaiswa mumba maFarao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kuzoti machinda aFarao amuona akamurumbidza pana Farao. Mukadzi uya ndokubva atorwa akaendwa naye kumba kwaFarao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kuzoti machinda aFarao amuona akamurumbidza pana Farao. Mukadzi uya ndokubva atorwa akaendwa naye kumba kwaFarao. Viz kapitola |