Online Bible

- Reklamy -




Genesi 11:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Uye shure kwokubereka kwake Peregi, Ebheri akararama kwamakore mazana mana namakumi matatu uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 wakati aɓereka Peregi, Eberi akagara makore anamazana manna namakumi matatu, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 wakati abereka Peregi, Ebheru akagara makore ana mazana mana namakumi matatu, akabereka vanakomana navanasikana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Mushure mokubereka Peregi, Ebheru akagarazve mazana mana ana makumi matatu amakore akaberekawo vamwe vana vakomana navasikana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Mushure mokubereka Peregi, Ebheru akagarazve mazana mana ana makumi matatu amakore akaberekawo vamwe vana vakomana navasikana.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 11:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy