Genesi 11:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ebheri akati ava namakore makumi matatu namana okuberekwa, akabereka Peregi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Eberi wakagara makore anamakumi matatu namanna, akaɓereka Peregi, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ebheru wakagara makore ana makumi matatu namana, akabereka Peregi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ebheru akagara makore makumi matatu namana akabereka Peregi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ebheru akagara makore makumi matatu namana akabereka Peregi. Viz kapitola |