Online Bible

- Reklamy -




Genesi 11:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Zvino nyika yose yakanga ino rurimi rumwe chete nokutaura kwakafanana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Nyika yose yakaŋga inorurimi rumŋe nokutaura kumŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Nyika yose yakanga ino rurimi rumwe nokutaura kumwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Pasi chigare, vanhu vose vaingotaura mutauro mumwechete, vaine mazwi mamwechetewo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Pasi chigare, vanhu vose vaingotaura mutauro mumwechete, vaine mazwi mamwechetewo.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 11:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy