Genesi 10:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kushi akanga ari baba vaNimurodhi, uyo akanga ari murwi ane simba panyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kushi wakaɓereka Nimirodi, ndiye wakataŋga kuʋa nesimba panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Kushi akabereka Nimurodhi, ndiye akatanga kuva nesimba panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kushi akaberekawo mwana wake mukomana anonzi Nimurodhi. Nimurodhi ndiye akazova mambo wokutanga pasi pano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kushi akaberekawo mwana wake mukomana anonzi Nimurodhi. Nimurodhi ndiye akazova mambo wokutanga pasi pano. Viz kapitola |