Genesi 1:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mwari akatumidza chiedza kuti “masikati,” uye rima akaritumidza kuti “usiku.” Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rokutanga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mŋari akatumidza ciedza, akati Masikati, nerima akaritumidza, akati Ʋusiku. Maɗeko akaʋa’po, namaŋgwanani akaʋa’po, zuʋa rimŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Mwari akatumidza chiedza, akati Masikati, nerima akaritumidza akati Usiku. Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva rimwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mwari akatumidza chiedza kuti masikati, rima akariti usiku. Kwakasviba kukaedza. Iri rakava zuva rokutanga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mwari akatumidza chiedza kuti masikati, rima akariti usiku. Kwakasviba kukaedza. Iri rakava zuva rokutanga. Viz kapitola |