Firemoni 1:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 asi ndinokukumbira nokuda kworudo. Saka ini, saPauro mutana uye zvino musungwa waKristu Jesu Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 kunyaŋge ɀakaɗaro, nokuɗa kworuɗo ndinoita ɀokukumbira ɀikuru, ɀandakaɗai haŋgu, ini Pauro, mutana, ʋuye ɀino musuŋgwa waKristu Jesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 kunyange zvakadaro, nokuda kworudo ndinoita zvokukumbira zvikuru, zvandakadai hangu, ini Pauro, mutana, uye zvino musungwa waKristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 asi pamusana porudo, zviri nani kuti ndiite zvokukukumbira, iyeni Pauro harahwa kudai uyewo musungwa akasungirwa Kristu Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 asi pamusana porudo, zviri nani kuti ndiite zvokukukumbira, iyeni Pauro harahwa kudai uyewo musungwa akasungirwa Kristu Jesu. Viz kapitola |