Firemoni 1:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndaida kuti iye agare neni kuti agotora nzvimbo yako pakundibatsira zvandiri muusungwa nokuda kweVhangeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ndaiɗa kuti agare neni, kuti panɀimbo yako andishumire pakusuŋgwa kwaŋgu nokuɗa kweEvaŋgeri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 ndaida kuti agare neni, kuti panzvimbo yako andishumire pakusungwa kwangu nokuda kweVhangeri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndingadai ndakatosarudza kuramba ndiinaye kuno kuti andishandire panzvimbo pako nguva yandiri muusungwa kudai pamusana peShoko Rakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndingadai ndakatosarudza kuramba ndiinaye kuno kuti andishandire panzvimbo pako nguva yandiri muusungwa kudai pamusana peShoko Rakanaka. Viz kapitola |