Ezira 10:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mukati mamazuva matatu, varume vose veJudha neBhenjamini vakanga vaungana muJerusarema. Uye pazuva ramakumi maviri romwedzi wechinomwe, vanhu vose vakagara pachivara pamberi peimba yaMwari, vakasuwa zvikuru nokuda kwechiitiko ichi uye nokuda kwemvura yakanga ichinaya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo ʋarume ʋose ʋaJuda naBenjamini ʋakaʋuŋgana paJerusarema mazuʋa matatu agere kupera; wakaŋga uri mŋedzi wepfumbamŋe, nezuʋa ramakumi maʋiri romŋedzi; ʋanhu ʋose ʋakagara paɗare pamberi peimba yaMŋari, ʋacibvunda pamsoro peshoko iro napamsoro pemvura zhinji yainaya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ipapo varume vose vaJudha naBhenjamini vakaungana paJerusaremu mazuva matatu agere kupera; wakanga uri mwedzi wepfumbamwe, nezuva ramakumi maviri romwedzi; vanhu vose vakagara padare pamberi peimba yaMwari, vachibvunda pamusoro peshoko iro napamusoro pemvura zhinji yainaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Varume vose vokwaJudha nevokwaBhenjamini vakaungana kuJerusaremu mumazuva matatu uri mwedzi wechipfumbamwe musi wechimakumi maviri womwedzi iwoyo. Vanhu vose vakaungana munhandare yepamusuo wemba yaMwari vachidedera kutya nyaya iyoyi uyewo pamusana pemvura zhinji yainaya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Varume vose vokwaJudha nevokwaBhenjamini vakaungana kuJerusaremu mumazuva matatu uri mwedzi wechipfumbamwe musi wechimakumi maviri womwedzi iwoyo. Vanhu vose vakaungana munhandare yepamusuo wemba yaMwari vachidedera kutya nyaya iyoyi uyewo pamusana pemvura zhinji yainaya. Viz kapitola |