Online Bible

- Reklamy -




Ezira 10:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Zvino ngatiitei sungano pamberi paMwari wedu kuti tidzinge vakadzi ava vose navana vavo, maererano nezvakarayirwa naishe wangu naavo vanotya mirayiro yaMwari wedu. Ngazviitwe maererano nomurayiro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Naiɀoɀo ɀino ŋgatiite suŋgano naMŋari weɗu, tibvise ʋakadzi aʋa ʋose, naʋana ʋakaɓerekwa naʋo, seɀatakarairwa naShe, ʋuye naʋanobvundiswa nomurairo waMŋari weɗu; ŋgaɀiitwe seɀinoreʋa murairo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Naizvozvo zvino ngatiite sungano naMwari wedu, tibvise vakadzi ava vose, navana vakaberekwa navo, sezvatakarairwa naShe, uye navanobvundiswa nomurayiro waMwari wedu; ngazviitwe sezvinoreva mirairo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Naizvozvo ngatiitei chitenderano naMwari wedu tirambe vakadzi vacho navana vavo maererano nezano renyu changamire uye maererano nezano ravanhu vanodedera mutemo waMwari wedu, zviitwewo maererano nezviri mumutemo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Naizvozvo ngatiitei chitenderano naMwari wedu tirambe vakadzi vacho navana vavo maererano nezano renyu changamire uye maererano nezano ravanhu vanodedera mutemo waMwari wedu, zviitwewo maererano nezviri mumutemo.

Viz kapitola kopírovat




Ezira 10:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy