Ezira 1:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uku ndiko kuwanda kwayakanga yakaita: ndiro dzegoridhe dzaiva makumi matatu; ndiro dzesirivha dzaiva chiuru; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kuwanda kwayo ndikoku: Ndiro dzendarama dzinamakumi matatu, nendiro dzesirveri dzinecuru cimŋe, namapaŋga anamakumi maʋiri namapfumbamŋe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Kuwanda kwayo ndikoku: Ndiro dzendarama dzina makumi matatu, nendiro dzesirivha dzine chiuru chimwe, namapanga ana makumi maviri namapfumbamwe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kuwanda kwayo ndikoku uku, kwaiti madhishi endarama makumi matatu mbenge dzendarama chiuru kwouya mabisiro: makumi maviri namapfumbamwe Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kuwanda kwayo ndikoku uku, kwaiti madhishi endarama makumi matatu mbenge dzendarama chiuru kwouya mabisiro: makumi maviri namapfumbamwe Viz kapitola |