Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 9:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Ipapo murume uya akanga akapfeka mucheka wakaisvonaka ane zvokunyoresa parutivi pake akadzoka neshoko, achiti, “Ndaita sezvamakarayira.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino tarira, murume wakaŋga akafuka muceka, wakaŋga anorunyaŋga rweiŋgi paciʋuno cake, wakadzoka neshoko, akati: Ndaita seɀamakandiraira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino tarira, murume akanga akafuka mucheka werineni, akanga anorunyanga rweingi pachiuno chake, akadzoka neshoko, akati, “Ndaita sezvamakandirayira.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Hezvo munhu uya akanga akapfeka rineni aine kaguchu keingi parutivi akadzoka neshoko achiti, “Ndaita sezvamandiudza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Hezvo munhu uya akanga akapfeka rineni aine kaguchu keingi parutivi akadzoka neshoko achiti, “Ndaita sezvamandiudza.”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 9:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy