Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 8:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Uye ipapo pamberi pangu pakanga pane kubwinya kwaMwari waIsraeri, sapachiratidzo chandakanga ndaona mubani.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino tarira, kubginya kwaMŋari waIsraeri kwakaŋga kuri’po, ɀakafanana neɀandakaʋona muɓani.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino tarira, kubwinya kwaMwari waIsiraeri kwakanga kuripo, zvakafanana nezvandakaona mubani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Ndakaona mbiri yokuvapo kwaMwari weIsiraeri iripo sezvandakanga ndamboona muchiratidzo chomubani.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Ndakaona mbiri yokuvapo kwaMwari weIsiraeri iripo sezvandakanga ndamboona muchiratidzo chomubani.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 8:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy