Ezekieri 8:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo akaenda neni kumukova wokusuo rokumusoro weimba yaJehovha, ndikaona vakadzi vagerepo, vachichema Tamuzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ipapo akandiisa kumukoʋa wesuʋo reimba yaJehova rakaŋga riri kurutiʋi rwokumsoro; ndikaʋona ʋakadzi ʋagere’po ʋacicema Tamuzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ipapo akandiisa kumukova wesuo reimba yaJehovha rakanga riri kurutivi rwokumusoro; ndikaona vakadzi vagerepo vachichema Tamuzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Akandiunza pokupinda napo peSuo Guru rokuchamhembe remba yaTenzi ndikaona vakadzi vakati mbwe-e kugara vachihwihwidza kuchema Tamuzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Akandiunza pokupinda napo peSuo Guru rokuchamhembe remba yaTenzi ndikaona vakadzi vakati mbwe-e kugara vachihwihwidza kuchema Tamuzi. Viz kapitola |