Ezekieri 8:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Akatizve, “Uchavaona vachiita zvinhu zvinonyangadza kupfuura izvi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Akati ʋo kwandiri: Ucaʋona ɀe ɀimŋe ɀinonyaŋgadza ɀikuru ɀaʋanoita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Akatiwo kwandiri, “Uchaonazve zvimwe zvinonyangadza zvikuru zvavanoita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akatiwo kwandiri, “Uchatoonawo zvimwe zvinosemesa zvakakurisa zvavanoita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akatiwo kwandiri, “Uchatoonawo zvimwe zvinosemesa zvakakurisa zvavanoita.” Viz kapitola |