Ezekieri 8:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Saka ndakapinda mukati ndikatarisa, ndikaona mifananidzo pamadziro ose yezvinhu zvose zvinokambaira uye nemhuka dzinonyangadza nezvifananidzo zvose zveimba yaIsraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ipapo ndakapinda, ndikaʋona; tarira, mifananidzo yamarudzi ose eɀinokambaira pasi, nemhuka dzinonyaŋgadza, neɀifananidzo ɀose ɀeimba yaIsraeri ɀakafananidzwa paruȿiŋgo kumatiʋi ose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ipapo ndakapinda, ndikaona; tarira, mifananidzo yamarudzi ose ezvinokambaira pasi, nemhuka dzinonyangadza, nezvifananidzo zvose zveimba yaIsiraeri zvakafananidzwa parusvingo kumativi ose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Saizvozvo ndakapinda ndikaona imomo makanzi charavanda mumadziro kuatenderedza, zvinhu zvinokambaira zvemhando nemhando dzose nemhuka dzinosemesa nezvifananidzo zvose zvokunamata zvemba yaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Saizvozvo ndakapinda ndikaona imomo makanzi charavanda mumadziro kuatenderedza, zvinhu zvinokambaira zvemhando nemhando dzose nemhuka dzinosemesa nezvifananidzo zvose zvokunamata zvemba yaIsiraeri. Viz kapitola |