Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 7:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Handizokunzwiri ngoni kana kukuponesa; zvirokwazvo ndichakutsiva zvakafanira tsika dzako nezvinyangadzo zviri pakati pako. Ipapo uchaziva kuti ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ziso raŋgu hariŋgakupembedzi, handiŋgaʋi netsitsi ʋo; asi ndicaʋuyisa nzira dzako pamsoro pako, neɀinonyaŋgadza ɀako ɀicaʋa pakati pako; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ziso rangu haringakupembedzi, handingavi netsitsiwo; asi ndichauyisa nzira dzako pamusoro pako, nezvinonyangadza zvako zvichava pakati pako; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Handichakuitira tsiye nyoro kana kukuitira tsitsi asi ndichakurangira nzira dzako zvinosemesa zviri pakati pako. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Handichakuitira tsiye nyoro kana kukuitira tsitsi asi ndichakurangira nzira dzako zvinosemesa zviri pakati pako. Ipapo ndipo pamuchazoziva kuti ini ndini Tenzi.”

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 7:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy