Ezekieri 7:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ndichauyisa vanhu vakaipisisa vendudzi kuti vavatorere dzimba dzavo; ndichaita kuti kuzvikudza kwavane simba kugume, uye nzvimbo dzavo tsvene dzichasvibiswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Naiɀoɀo ndicaʋuyisa marudzi akanyanya kuipa kwaɀo, iʋo ʋacatora dzimba dzaʋo; ndicagumisa ʋo manyawi aʋanesimba, nenɀimbo dzaʋo tȿene dzicaȿiɓiswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 “Naizvozvo ndichauyisa marudzi akanyanya kuipa kwazvo, ivo vachatora dzimba dzavo; ndichagumisawo manyawi avane simba, nenzvimbo dzavo tsvene dzichasvibiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ndichaunza rudzi rwakaipisisa kuzovatorera dzimba dzavo. Zvokuzvikudza kwavo ndichazvipedza, nzvimbo dzavo dzinoera dzichin'oreswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Ndichaunza rudzi rwakaipisisa kuzovatorera dzimba dzavo. Zvokuzvikudza kwavo ndichazvipedza, nzvimbo dzavo dzinoera dzichin'oreswa. Viz kapitola |