Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 7:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 “Gadzirai ngetani, nokuti nyika izere nokuteura ropa uye guta rizere nokuita nechisimba.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Itai ketani, nokuti nyika izere nemhaka dzeropa, guta rizere nokuita nesimba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Itai ngetani, nokuti nyika izere nemhaka dzeropa, guta rizere nokuita nesimba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 vagoita nyonganyonga. “Pamusana pokuti nyika yazara nemhosva dzokudeura ropa, gutawo rizere noutsinye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 vagoita nyonganyonga. “Pamusana pokuti nyika yazara nemhosva dzokudeura ropa, gutawo rizere noutsinye.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 7:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy