Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 7:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Vakanga vachizvikudza nokuda kwoukomba hwavo hwakanaka uye vachihushandisa kuita zvifananidzo zvinonyangadza nezviumbwa zvakaipisisa. Naizvozvo ndichashandura izvi, zvikava chinhu chine tsvina kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Kana ʋuri ʋukomba bgaʋo bgakanaka, ʋakaita manyawi naɀo; asi ʋakaita naɀo ɀifananidzo ɀeɀinonyaŋgadza ɀaʋo neɀeɀinosemesa ɀaʋo; naiɀoɀo ndakaciita kwaʋari secinhu cisino‐kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Kana huri ukomba hwavo hwakanaka, vakaita manyawi nazvo; asi vakaita nazvo zvifananidzo zvezvinonyangadza zvavo nezvezvinosemesa zvavo; naizvozvo ndichachiita kwavari sechinhu chisina kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Zvishongo zvayo zvinoyevedza, vaizvishandisira mbiri isina maturo vachigadzira zvifananidzo zvavo zvokunamata zvsingadiwi naMwari nezvinhu zvavo zvinosemesa. Naizvozvo iniwo ndaita kuti zvinhu zvavo izvozvo zvive zvinhu zvakan'ora kwavari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Ezekieri 7:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy