Ezekieri 7:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “Kunze kuno munondo, mukati mune denda nenzara; vaya vari musango vachafa nomunondo, uye vari muguta vachapedzwa nenzara nedenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Munondo uri kunze, hosha yakaipa nenzara ɀiri mukati; uri kusaŋgo ucaʋurawa nomunondo; uri muguta ucapedzwa nenzara nehosha yakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Munondo uri kunze, hosha yakaipa nenzara zviri mukati; ari kusango achaurawa nomunondo; ari muguta achaparadzwa nenzara nehosha yakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Kunze uku kune bakatwa, mukati mune denda neshangwa yenzara. Vari musango vari kupera nebakatwa, vari mukati meguta vari kupera kufa neshangwa yenzara nedenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Kunze uku kune bakatwa, mukati mune denda neshangwa yenzara. Vari musango vari kupera nebakatwa, vari mukati meguta vari kupera kufa neshangwa yenzara nedenda. Viz kapitola |