Ezekieri 7:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Mutengesi haangadzorerwi nyika yaakanga atengesa kana vose vari vaviri vachiri vapenyu, nokuti chiratidzo chakaonekwa pamusoro pavazhinji vose chichazozadziswa. Nokuda kwezvivi zvavo, hakuna kana mumwe wavo achachengetedza upenyu hwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nokuti muteŋgesi haaŋgadzokeri kunecakateŋgeswa, kunyaŋge ʋaciri ʋapenyu; nokuti ɀakaʋonekwa pamsoro paʋazhinji ʋose ʋenyika haɀiŋgadzoswi; hakuna‐uŋgaɀisimbisa neɀakaipa ɀiri pamugarire wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nokuti mutengesi haangadzokeri kune chakatengeswa, kunyange vachiri vapenyu; nokuti zvakaonekwa pamusoro pavazhinji vose venyika hazvingadzoswi; hakuna angazvisimbisa nezvakaipa zviri pamugariro wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Chiripo ndechokuti mutengesi haasi kuzodzokera kune zvaakatengesa zviya vachiri vapenyu nokuti hasha dzawira gungano ravo rose hadzisi kudzokera shure uye pamusana pouipi hwake, munhu haakwanise kuzviponesa upenyu hwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Chiripo ndechokuti mutengesi haasi kuzodzokera kune zvaakatengesa zviya vachiri vapenyu nokuti hasha dzawira gungano ravo rose hadzisi kudzokera shure uye pamusana pouipi hwake, munhu haakwanise kuzviponesa upenyu hwake. Viz kapitola |