Ezekieri 5:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: Ini iyeni ndinokurwisa iwe Jerusarema, uye ndichakuranga pamberi pedzimwe ndudzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Tarirai, ini, iyeni, ndinemhaka nemi, ndicaita ɀandakatoŋga pakati penyu mamŋe marudzi aciɀiʋona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, ‘Tarirai, ini, iyeni, ndine mhaka nemi, ndichaita zvandakatonga pakati penyu mamwe marudzi achizviona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 ndokusakawo zvanzi naTenzi Mwari, chiona, iniwo ndava kukumukira ini iyeni uye ndichaita zvandakatema kuita pakati pako marudzi achiona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 ndokusakawo zvanzi naTenzi Mwari, chiona, iniwo ndava kukumukira ini iyeni uye ndichaita zvandakatema kuita pakati pako marudzi achiona. Viz kapitola |