Ezekieri 5:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Pandinokupfura nemiseve yangu yenzara, inouraya uye inoparadza, ndichapfura kuti ndikuparadze. Ndichauyisa nzara pamusoro penzara pamusoro pako uye ndichamisa kupiwa kwako zvokudya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 kana ndicituma pamsoro paʋo miseʋe yakaipa yenzara, ineɓasa rokuparadza, yandicatuma kuti ikuparadzeyi. Ndicawedzera nzara pamsoro penyu, nokuvuna muɗonɀo wenyu weɀokudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 kana ndichituma pamusoro pavo miseve yakaipa yenzara, ine basa rokuparadza, yandichatuma kuti ikuparadzeyi. Ndichawedzera nzara pamusoro penyu, nokuvhuna mudonzvo wenyu wezvokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ipapo ndichavakanda miseve inouraya yeshangwa yenzara nemiseve yokuparadza yandichavatepfenurira kuti ndikuparadze ndichiita kuti pauri shangwa yenzara irambe yongotsviriridza ndikushayisei chokudya chokukuraramisai nacho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ipapo ndichavakanda miseve inouraya yeshangwa yenzara nemiseve yokuparadza yandichavatepfenurira kuti ndikuparadze ndichiita kuti pauri shangwa yenzara irambe yongotsviriridza ndikushayisei chokudya chokukuraramisai nacho. Viz kapitola |