Ezekieri 48:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Judha achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaRubheni kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Pamuganho waRubeni, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamavirazuva, ndiwo mugoʋe mumŋe waJuda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Pamuganho waRubheni, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Dzinza rokwaJudha mugovewo mumwechete unobvira kumabvazuva kudzikara kumadokero wakabatana nenyika yokwaRubheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Dzinza rokwaJudha mugovewo mumwechete unobvira kumabvazuva kudzikara kumadokero wakabatana nenyika yokwaRubheni. Viz kapitola |