Ezekieri 48:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Efuremu achava nomugove mumwe chete; uchaganhurana nenyika yaManase kubva kumabvazuva kusvikira kumavirira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Pamuganho waManase, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiwo mugoʋe mumŋe waEfraimi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Pamuganho waManase, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, ndiwo mugove mumwe waEfuremu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Dzinza rokwaEfuremu, mugove mumwechetewo, unobvira kumabvazuva kudzamara kumadokero wakabatana nenyika yokwaManase. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Dzinza rokwaEfuremu, mugove mumwechetewo, unobvira kumabvazuva kudzamara kumadokero wakabatana nenyika yokwaManase. Viz kapitola |