Ezekieri 47:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Munofanira kugovana senhaka yenyu uye mugogoverawo vatorwa vagere pakati penyu vane vana. Munofanira kuvarangarira savaIsraeri vakaberekwa munyika ino; vanofanira kugoverwa nhaka pamwe chete nemi pakati pamarudzi aIsraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Munofanira kuiganhura nemijenya, iʋe nhaka yenyu neyaʋatorwa ʋagere pakati penyu, ʋanozoɓereka ʋana pakati penyu; iʋo ʋanofanira kuʋa kwamuri saʋakaɓerekerwa pakati paIsraeri; ʋanofanira kugara nhaka pamŋe cete nemi pakati pamarudzi aIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Munofanira kuiganhura nemijenya, ive nhaka yenyu neyavatorwa vagere pakati penyu, vanozobereka vana pakati penyu; ivo vanofanira kuva kwamuri savakaberekwa pakati paIsiraeri; vanofanira kugara nhaka pamwechete nemi pakati pamarudzi aIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Munofanira kuigova senhaka yenyu iyemi navatorwa vagere mamuri vakatoberekawo vana pakati penyu. Kwamuri imi vachange vakangoita savana vevhu vomuIsiraeri. Vanofanira kugoverwa pamwechete nemi mugove wenhaka pakati pemadzinza eIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Munofanira kuigova senhaka yenyu iyemi navatorwa vagere mamuri vakatoberekawo vana pakati penyu. Kwamuri imi vachange vakangoita savana vevhu vomuIsiraeri. Vanofanira kugoverwa pamwechete nemi mugove wenhaka pakati pemadzinza eIsiraeri. Viz kapitola |