Ezekieri 46:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Chipiriso chezviyo chinopiwa pamwe chete negondobwe chinofanira kuita efa imwe chete, uye chipiriso chezviyo nemakwayana chinofanira kuva sezvaanoda, pamwe chete nehini yamafuta paefa imwe neimwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ʋuye cipiriso coʋupfu cinofanira kuita efa imŋe pagondobge, ʋuye cipiriso coʋupfu pamakwaiana seɀaanogona kupa, nehini yamafuta paefa imŋe neimŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 uye chipiriso choupfu chinofanira kuita efa imwe pahondohwe, uye chipiriso choupfu pamakwayana sezvaanogona kupa, nehini yamafuta paefa imwe neimwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 uyewo mupiro woupfu hwembesanwa nehondohwe yazvo hunofanira kuva bhagidhi kwouya mupiro woupfu hwembesanwa nehwayana dzacho uchava sapaanogona napo pamwechete namarita mana amafuta eorivhi pabhagidhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 uyewo mupiro woupfu hwembesanwa nehondohwe yazvo hunofanira kuva bhagidhi kwouya mupiro woupfu hwembesanwa nehwayana dzacho uchava sapaanogona napo pamwechete namarita mana amafuta eorivhi pabhagidhi. Viz kapitola |