Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 44:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Zvanzi naIshe Jehovha: Hakuna mutorwa asina kudzingiswa pamwoyo napanyama angapinde munzvimbo yangu tsvene, kunyange vatorwa zvavo vagere pakati pavaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀanzi naShe Jehova: Mutorwa unomŋoyo usino‐kudziŋgiswa nenyama isino‐kudziŋgiswa ŋgaarege kupinda munɀimbo yaŋgu tȿene, aninani waʋatorwa ʋari pakati paʋana ʋaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Mutorwa unomwoyo usinokudzingiswa nenyama isina kudzingiswa ngaarege kupinda munzvimbo yangu tsvene, Ani naani wavatorwa vari pakati pavana vaIsiraeri.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari hapana mutorwa asina kudzingiswa mumwoyo kana pamuviri wake, pavatorwa vose zvavo vari pakati pavaIsiraeri anobvumirwa kupinda muNzvimbo yangu Inoera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 “Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari hapana mutorwa asina kudzingiswa mumwoyo kana pamuviri wake, pavatorwa vose zvavo vari pakati pavaIsiraeri anobvumirwa kupinda muNzvimbo yangu Inoera.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 44:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy